Ezekieri 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Vasungira masaga,+ vabatwa nokudedera;+ zviso zvose zviri kunyara+ uye misoro yavo yose yakagerwa miparavara.+
18 Vasungira masaga,+ vabatwa nokudedera;+ zviso zvose zviri kunyara+ uye misoro yavo yose yakagerwa miparavara.+