Ezra 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kubvira pamazuva emadzitateguru edu+ tave tiine mhosva zvikuru kusvikira nhasi;+ uye nokuda kwokukanganisa kwedu, isu, madzimambo edu,+ vapristi vedu,+ takaiswa muruoko rwemadzimambo edzimwe nyika nebakatwa,+ nokutapwa+ nokupambwa+ nechiso chinonyara,+ sanhasi. Pisarema 106:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kana ari madzitateguru edu aiva muIjipiti,Haana kunzwisisa mabasa enyu anoshamisa.+Haana kuyeuka ukuru hwomutsa wenyu worudo,+Asi akapandukira pagungwa, pedyo neGungwa Dzvuku.+
7 Kubvira pamazuva emadzitateguru edu+ tave tiine mhosva zvikuru kusvikira nhasi;+ uye nokuda kwokukanganisa kwedu, isu, madzimambo edu,+ vapristi vedu,+ takaiswa muruoko rwemadzimambo edzimwe nyika nebakatwa,+ nokutapwa+ nokupambwa+ nechiso chinonyara,+ sanhasi.
7 Kana ari madzitateguru edu aiva muIjipiti,Haana kunzwisisa mabasa enyu anoshamisa.+Haana kuyeuka ukuru hwomutsa wenyu worudo,+Asi akapandukira pagungwa, pedyo neGungwa Dzvuku.+