Dheuteronomi 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+ Isaya 65:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 kuti ani naani anozvikomborera panyika achazvikomborera naMwari wokutenda,+ uye ani naani anopika panyika achapika naMwari wokutenda;+ nokuti kutambudzika kwekare kuchakanganwika, uye nokuti kuchavanzwa pamberi pangu.+
20 “Unofanira kutya Jehovha Mwari wako.+ Umushumire,+ unamatire kwaari,+ uye upike mhiko nezita rake.+
16 kuti ani naani anozvikomborera panyika achazvikomborera naMwari wokutenda,+ uye ani naani anopika panyika achapika naMwari wokutenda;+ nokuti kutambudzika kwekare kuchakanganwika, uye nokuti kuchavanzwa pamberi pangu.+