RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 6:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Vandai, haiwa imi vanakomana vaBhenjamini, muchibva pakati peJerusarema; uye ridzai hwamanda+ muTekoa.+ Simudzai chiratidzo chomoto pamusoro peBheti-hakeremu;+ nokuti kutambudzika kwatarira pasi kuchibuda kuchamhembe, iko kuputsa kukuru.+

  • Jeremiya 10:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Teererai! Mashoko! Tarirai auya, uyewo kutinhidza kukuru kunobva kunyika yokuchamhembe,+ kuti kuite maguta aJudha matongo, nzvimbo inogara hunguhwe.+

  • Jeremiya 47:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvanzi naJehovha:

      “Tarira! Mvura iri kuuya+ ichibva kuchamhembe+ uye yava rukova rwakafashamira. Ichafashamira panyika nezvizere mairi, guta nevaya vari kugara mariri.+ Vanhu vachachema, uye vose vari kugara munyika yacho vachaungudza.+

  • Jeremiya 50:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Nokuti tarirai ndichamutsa uye ndichaunza ungano yemarudzi makuru kuti irwise Bhabhironi ichibva kunyika yokuchamhembe,+ vachagadzirira kurwa naro.+ Richakundirwa ikoko.+ Miseve yawo yakaita seiya yomurume ane simba ari kuita kuti vana vashayike, asingadzoki asina chaaita.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe