Dheuteronomi 32:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ndichadhakisa miseve yangu neropa,+Bakatwa rangu parinenge richidya nyama,+Neropa revakaurayiwa nevakatapwa,Nemisoro yevatungamiriri vomuvengi.’+ Isaya 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha ane bakatwa; iro richaguta neropa;+ richazara nemafuta, neropa remakondohwe maduku nenhongo, nemafuta+ eitsvo dzemakondohwe. Nokuti Jehovha ane chibayiro kuBhozra, uye achauraya vakawanda munyika yeEdhomu.+ Ezekieri 39:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Zvino iwe, haiwa mwanakomana womunhu, zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Iti kushiri dzine mapapiro emarudzi ose nokuzvikara zvose:+ “Unganai, muuye. Unganai kumativi ose pachibayiro changu, chandiri kukubayirai, icho chibayiro chikuru pamakomo aIsraeri.+ Muchadya nyama, monwa ropa.+ Zefaniya 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Rambai makanyarara pamberi paChangamire Ishe Jehovha;+ nokuti zuva raJehovha rava pedyo,+ nokuti Jehovha agadzirira chibayiro;+ atsvenesa+ vanhu vake vakakokwa.
42 Ndichadhakisa miseve yangu neropa,+Bakatwa rangu parinenge richidya nyama,+Neropa revakaurayiwa nevakatapwa,Nemisoro yevatungamiriri vomuvengi.’+
6 Jehovha ane bakatwa; iro richaguta neropa;+ richazara nemafuta, neropa remakondohwe maduku nenhongo, nemafuta+ eitsvo dzemakondohwe. Nokuti Jehovha ane chibayiro kuBhozra, uye achauraya vakawanda munyika yeEdhomu.+
17 “Zvino iwe, haiwa mwanakomana womunhu, zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Iti kushiri dzine mapapiro emarudzi ose nokuzvikara zvose:+ “Unganai, muuye. Unganai kumativi ose pachibayiro changu, chandiri kukubayirai, icho chibayiro chikuru pamakomo aIsraeri.+ Muchadya nyama, monwa ropa.+
7 Rambai makanyarara pamberi paChangamire Ishe Jehovha;+ nokuti zuva raJehovha rava pedyo,+ nokuti Jehovha agadzirira chibayiro;+ atsvenesa+ vanhu vake vakakokwa.