RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 5:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Vachaidzvovera pazuva iroro sokutinhira kwegungwa.+ Mumwe acharamba akatarira nyika, uye achaona rima rinotambudza;+ uye chiedza chasviba nemhosva yemadonhwe anowira pairi.

  • Isaya 13:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti nyeredzi dzokumatenga nemapoka adzo eKesiri+ hadzizobudisi chiedza chadzo; zuva richasviba parinobuda, uye mwedzi hauzoiti kuti chiedza chawo chivhenekere.

  • Ezekieri 32:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvinovheneka zvose zvechiedza zviri mumatenga—ndichazvidzima nokuda kwako, ndichaisa rima panyika yako,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.

  • Joeri 2:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Zuva richasviba,+ mwedzi uchava ropa,+ uye zuva guru nerinotyisa raJehovha risati rasvika.+

  • Mateu 24:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 “Kutambudzika kwemazuva iwayo kuchangobva kuitika zuva richasviba,+ uye mwedzi+ hauzobudisi chiedza chawo, nyeredzi dzichawa dzichibva kudenga, uye masimba okumatenga achazununguswa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe