RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:52
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 52 Vachakukomba uri mukati memagedhi ako ose kusvikira masvingo ako marefu uye akasimba auri kuvimba nawo aputsika munyika yako yose, chokwadi, vachakukomba uri mukati memagedhi ako ose munyika yako yose, yawakapiwa naJehovha Mwari wako.+

  • Jeremiya 4:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Chokwadi, zviudzei marudzi. Zvizivisei kuJerusarema.”

      “Varindi vari kuuya kubva kunyika iri kure,+ uye vachashevedzera kumaguta aJudha.

  • Jeremiya 9:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ndichaita Jerusarema murwi wematombo,+ nzvimbo inogara hunguhwe;+ uye ndichaita maguta aJudha matongo, asina anogaramo.+

  • Jeremiya 33:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 “Zvanzi naJehovha, ‘Munzvimbo ino yamuchave muchiti idongo risina munhu uye risina chipfuwo, mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema yakaparadzwa+ isina munhu uye isina mugari neisina chipfuwo, muchanzwika+

  • Jeremiya 34:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “‘Tarirai ndiri kurayira,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘ndichavadzosa kuguta rino,+ vacharirwisa, voritora, voripisa nomoto;+ uye ndichaita kuti maguta aJudha ave matongo asina anogaramo.’”+

  • Jeremiya 44:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Naizvozvo hasha dzangu nokutsamwa kwangu zvakadururwa, zvikabvira mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema;+ uye zvakava nzvimbo yakaparadzwa, dongo zvaro, sezvazvakaita nhasi.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe