RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 21:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Nokuti Heshbhoni raiva guta raSihoni.+ Ndiye aiva mambo wevaAmori,+ uye ndiye akamborwa namambo weMoabhi, akatora nyika yake yose muruoko rwake kusvikira kuAnoni.+

  • Dheuteronomi 2:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “Ndakabva ndatuma nhume kubva kurenje reKedhemoti+ kuti dziende kuna Sihoni+ mambo weHeshbhoni nemashoko orugare,+ ndichiti,

  • Joshua 13:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 nemaguta ose enyika yakati sandara+ noumambo hwose hwaSihoni mambo wevaAmori, aitonga muHeshbhoni,+ uye akaurayiwa+ naMosesi, pamwe chete nemachinda eMidhiyani, Evhi naRekemu naZuri naHeri naRebha,+ machinda aSihoni, aigara munyika yacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe