Joshua 24:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kana mukasiya Jehovha+ mukashumira vamwe vanamwari+ vokune dzimwe nyika, chokwadi iyewo achadzoka, okuitirai zvinokuvadza, okutsakatisai pashure pokunge ambokuitirai zvakanaka.”+ 2 Madzimambo 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti ivo vakandisiya, vakakwidzira vamwe vanamwari+ utsi hwezvibayiro kuti vandigumbure nebasa rose remaoko avo,+ uye kutsamwa kwangu kwakatungidzwa somoto nokuda kwenzvimbo ino uye hakuzodzimwi.’”’+ 2 Makoronike 7:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi kana imi mukadzokera shure,+ mukasiya mirau yangu+ nemirayiro yangu+ zvandakaisa pamberi penyu, moenda, moshumira vamwe vanamwari,+ movakotamira,+ Jeremiya 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Haiwa Jehovha, tariro yaIsraeri,+ vose vaya vanokusiyai vachanyadziswa.+ Vaya vanotsauka vachibva kwandiri+ vachanyorwa muvhu, nokuti vakasiya tsime remvura mhenyu, iye Jehovha.+
20 Kana mukasiya Jehovha+ mukashumira vamwe vanamwari+ vokune dzimwe nyika, chokwadi iyewo achadzoka, okuitirai zvinokuvadza, okutsakatisai pashure pokunge ambokuitirai zvakanaka.”+
17 nokuti ivo vakandisiya, vakakwidzira vamwe vanamwari+ utsi hwezvibayiro kuti vandigumbure nebasa rose remaoko avo,+ uye kutsamwa kwangu kwakatungidzwa somoto nokuda kwenzvimbo ino uye hakuzodzimwi.’”’+
19 Asi kana imi mukadzokera shure,+ mukasiya mirau yangu+ nemirayiro yangu+ zvandakaisa pamberi penyu, moenda, moshumira vamwe vanamwari,+ movakotamira,+
13 Haiwa Jehovha, tariro yaIsraeri,+ vose vaya vanokusiyai vachanyadziswa.+ Vaya vanotsauka vachibva kwandiri+ vachanyorwa muvhu, nokuti vakasiya tsime remvura mhenyu, iye Jehovha.+