Isaya 48:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+ Jeremiya 51:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Tizai muBhabhironi,+ mumwe nomumwe aponese mweya wake.+ Regai kuitwa zvinhu zvisina upenyu nokukanganisa kwaro.+ Nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha.+ Iye ari kuritsiva nokuda kwezvarakaita.+ Jeremiya 51:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 “Budai mariri, haiwa imi vanhu vangu,+ mumwe nomumwe ngaaponese mweya wake+ pakutsamwa kukuru kwaJehovha.+ Zekariya 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Nhai iwe Ziyoni!+ Tiza, iwe uri kugara nomwanasikana weBhabhironi.+ 2 VaKorinde 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+ Zvakazarurwa 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.
20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+
6 “Tizai muBhabhironi,+ mumwe nomumwe aponese mweya wake.+ Regai kuitwa zvinhu zvisina upenyu nokukanganisa kwaro.+ Nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha.+ Iye ari kuritsiva nokuda kwezvarakaita.+
45 “Budai mariri, haiwa imi vanhu vangu,+ mumwe nomumwe ngaaponese mweya wake+ pakutsamwa kukuru kwaJehovha.+
17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+
4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.