Ezekieri 17:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Akazvidza mhiko+ nokuputsa sungano, uye tarira! akanga atambanudza ruoko rwake,+ uye akaita zvinhu zvose izvi. Haazopukunyuki.”’+
18 Akazvidza mhiko+ nokuputsa sungano, uye tarira! akanga atambanudza ruoko rwake,+ uye akaita zvinhu zvose izvi. Haazopukunyuki.”’+