Jeremiya 51:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Tizai muBhabhironi,+ mumwe nomumwe aponese mweya wake.+ Regai kuitwa zvinhu zvisina upenyu nokukanganisa kwaro.+ Nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha.+ Iye ari kuritsiva nokuda kwezvarakaita.+ Jeremiya 51:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Bwinyisai miseve.+ Batai nhoo dzeraundi makavharidzira, haiwa imi varume. Jehovha amutsa madzimambo evaMedhiya,+ nokuti pfungwa yake ndeyokurwisa Bhabhironi,+ kuti ariparadze. Nokuti iko kutsiva kwaJehovha, kutsiva nokuda kwetemberi yake.+
6 “Tizai muBhabhironi,+ mumwe nomumwe aponese mweya wake.+ Regai kuitwa zvinhu zvisina upenyu nokukanganisa kwaro.+ Nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha.+ Iye ari kuritsiva nokuda kwezvarakaita.+
11 “Bwinyisai miseve.+ Batai nhoo dzeraundi makavharidzira, haiwa imi varume. Jehovha amutsa madzimambo evaMedhiya,+ nokuti pfungwa yake ndeyokurwisa Bhabhironi,+ kuti ariparadze. Nokuti iko kutsiva kwaJehovha, kutsiva nokuda kwetemberi yake.+