Jeremiya 23:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Vane nhamo vafudzi vari kuparadza nokuparadzira makwai emafuro angu!”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. Jeremiya 50:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Vanhu vangu vava boka rezvisikwa zviri kuparara.+ Vafudzi vavo vakavadzungairisa.+ Ivo vakavatungamirira kumakomo.+ Vakabva pagomo vachienda kuchikomo. Vakakanganwa nzvimbo yavo yokuzororera.+ Ezekieri 34:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvishoma nezvishoma akapararira nokuda kwokushayiwa mufudzi,+ zvokuti akava zvokudya zvemhuka dzose dzomusango, uye akaramba achipararira.+ Mateu 9:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Achiona mapoka evanhu akasiririswa+ navo, nokuti vaibatwa zvisina kunaka uye vakanga vakapararira kufanana nemakwai asina mufudzi.+
23 “Vane nhamo vafudzi vari kuparadza nokuparadzira makwai emafuro angu!”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
6 Vanhu vangu vava boka rezvisikwa zviri kuparara.+ Vafudzi vavo vakavadzungairisa.+ Ivo vakavatungamirira kumakomo.+ Vakabva pagomo vachienda kuchikomo. Vakakanganwa nzvimbo yavo yokuzororera.+
5 Zvishoma nezvishoma akapararira nokuda kwokushayiwa mufudzi,+ zvokuti akava zvokudya zvemhuka dzose dzomusango, uye akaramba achipararira.+
36 Achiona mapoka evanhu akasiririswa+ navo, nokuti vaibatwa zvisina kunaka uye vakanga vakapararira kufanana nemakwai asina mufudzi.+