RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 25:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Zvino mugore rechipfumbamwe+ iye ava mambo, mumwedzi wechigumi, pazuva rechigumi+ romwedzi wacho, Nebhukadhinezari+ mambo weBhabhironi akasvika,+ chokwadi, iye neuto rake rose rehondo, kuzorwisa Jerusarema, vakadzika musasa pakatarisana naro, vakavaka rusvingo kumativi ose kuti varirwise.+

  • 2 Makoronike 36:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Naizvozvo akavaunzira mambo wevaKadheya+ kuzovarwisa, uyo akauraya majaya avo nebakatwa+ muimba yenzvimbo yavo tsvene,+ haana kunzwira tsitsi jaya kana mhandara, akwegura kana ndonda yakwegura.+ Akaisa zvose muruoko rwake.

  • Jeremiya 4:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Iye akwira seshumba inobuda mudenhere rayo,+ uye uya ari kuparadza marudzi abva;+ abva panzvimbo yake kuti aite kuti nyika yako ive chinhu chinokatyamadza. Maguta ako achaita matongo zvokuti hapana anozogaramo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe