Pisarema 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Anoti mumwoyo make: “Handizozununguswi;+Handizovi mudambudziko kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+ Jeremiya 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ini ndakati: “Maiwe, haiwa Changamire Ishe Jehovha! Chokwadi makanyengera chose vanhu ava+ pamwe chete neJerusarema, muchiti, ‘Muchava norugare,’+ asi bakatwa raisa mweya pangozi.” Jeremiya 23:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vari kutaura vataurazve nevaya vasingandiremekedzi vachiti, ‘Jehovha ati: “Muchava norugare.”’+ Vakaudza vanhu vose vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ kuti, ‘Hapana dambudziko richakuwirai.’+
10 Ini ndakati: “Maiwe, haiwa Changamire Ishe Jehovha! Chokwadi makanyengera chose vanhu ava+ pamwe chete neJerusarema, muchiti, ‘Muchava norugare,’+ asi bakatwa raisa mweya pangozi.”
17 Vari kutaura vataurazve nevaya vasingandiremekedzi vachiti, ‘Jehovha ati: “Muchava norugare.”’+ Vakaudza vanhu vose vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ kuti, ‘Hapana dambudziko richakuwirai.’+