13 “Simuka upure, haiwa iwe mwanasikana weZiyoni;+ nokuti ndichachinja nyanga yako kuti ive yesimbi, ndichachinja mahwanda ako kuti ave emhangura, uchakuya marudzi mazhinji;+ uye uchatsaurira Jehovha mubereko wavo usina kururama sechinhu chakarambidzwa,+ uye pfuma yavo kuna Ishe wenyika yose.”+