RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 13:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Regai zvose zvikure pamwe chete kusvikira pakukohwa; uye mumwaka wokukohwa ndichaudza vakohwi kuti, Tangai kuunganidza masora muasunge mwanda kuti apiswe,+ mozounganidza gorosi mudura rangu.’”+

  • Zvakazarurwa 14:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Imwe ngirozi yakabuda munzvimbo tsvene yetemberi, ichishevedzera nenzwi guru kune uya akanga agere pagore ichiti: “Tanga kushandisa jeko rako, ucheke,+ nokuti awa yokukohwa+ yasvika, nokuti zvinokohwewa zvepanyika zvanyatsoibva.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe