Isaya 48:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+ Jeremiya 50:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+ 2 VaKorinde 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+ Zvakazarurwa 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.
20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+
8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+
17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+
4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.