RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 90:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ndiani anoziva simba rehasha dzenyu+

      Nokushatirwa kwenyu kukuru maererano nokutyiwa kwamunofanira kuitwa?+

  • Isaya 13:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndokusaka ndichadederesa denga kuti rizununguke,+ nyika ichazununguka ichibva munzvimbo yayo nokuda kwokushatirwa kukuru kwaJehovha wemauto+ uye nokuda kwezuva rokutsamwa kwake kukuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe