2 Timoti 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti pachava nenguva yavasingazoshiviriri kudzidzisa kunopa utano,+ asi, maererano nezvavanoda, vachazviunganidzira vadzidzisi kuti vafadze nzeve dzavo;+
3 Nokuti pachava nenguva yavasingazoshiviriri kudzidzisa kunopa utano,+ asi, maererano nezvavanoda, vachazviunganidzira vadzidzisi kuti vafadze nzeve dzavo;+