RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Uchavimbisa mukadzi kuti umuroore, asi mumwe murume achamubata chibharo.+ Uchavaka imba, asi hauzogari mairi.+ Uchadyara munda wemizambiringa, asi hauzotangi kuushandisa.+

  • Jeremiya 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Naizvozvo ndichapa madzimai avo kune vamwe varume, minda yavo kune vaya vari kuita kuti ive yavo;+ nokuti, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru, mumwe nomumwe ari kuwana pfuma isina kururama;+ kubvira kumuprofita kusvikira kumupristi, mumwe nomumwe ari kunyengera.+

  • Mariro 5:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vakaninipisa madzimai ari muZiyoni,+ mhandara dziri mumaguta aJudha.

  • Zefaniya 1:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Pfuma yavo ichava chinhu chinopambwa uye dzimba dzavo dzichava chinhu chinoitwa matongo.+ Vachavaka dzimba, asi havazodzigari;+ uye vachadyara minda yemizambiringa, asi havazonwi waini yayo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe