RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 8:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Naizvozvo ndichapa madzimai avo kune vamwe varume, minda yavo kune vaya vari kuita kuti ive yavo;+ nokuti, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru, mumwe nomumwe ari kuwana pfuma isina kururama;+ kubvira kumuprofita kusvikira kumupristi, mumwe nomumwe ari kunyengera.+

  • Ezekieri 22:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Vakatora pfumbamuromo vari mukati mako kuti vateure ropa.+ Wakatora mubereko+ pamwe chete nechimbadzo,+ unoramba uchiwana pfuma+ yevamwe vako nokubiridzira,+ uye wakandikanganwa,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.

  • Ezekieri 33:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Vachauya kwauri, sokuuya kunoita vanhu, vogara pamberi pako sezvinoita vanhu vangu;+ uye vachanzwa mashoko ako asi havazoaiti,+ nokuti vanotaura nemiromo yavo nezvokuchiva kwavo uye mwoyo yavo iri kutevera pfuma yavo isina kururama.+

  • Ruka 16:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Zvino vaFarisi, vaiva vanhu vanoda mari, vakanga vakateerera zvinhu zvose izvi, uye vakatanga kumuseka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe