Eksodho 15:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Iye akati: “Kana mukanyatsoteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu, muchiita zvakarurama pamberi pake, muchiteerera mirayiro yake nokuchengeta mirau yake yose,+ handizoisi pamuri matenda andakaisa pavaIjipiti;+ nokuti ndini Jehovha, iye ari kukuporesai.”+ Revhitiko 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Kana mukaramba muchifamba mumirau yangu, muchichengeta mirayiro yangu uye moiita,+ Dheuteronomi 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Teerera, haiwa iwe Israeri, uchenjerere kuzviita,+ kuti zvikufambire zvakanaka+ uye kuti muve vazhinji, sezvamakapikirwa naJehovha Mwari wemadzitateguru enyu,+ pamusoro penyika inoyerera mukaka nouchi. Jeremiya 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 andakarayira madzitateguru enyu pazuva randakaabudisa munyika yeIjipiti,+ muvira resimbi,+ ndichiti, ‘Teererai inzwi rangu, uye itai zvinhu maererano nezvose zvandinokurayirai;+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu,+
26 Iye akati: “Kana mukanyatsoteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu, muchiita zvakarurama pamberi pake, muchiteerera mirayiro yake nokuchengeta mirau yake yose,+ handizoisi pamuri matenda andakaisa pavaIjipiti;+ nokuti ndini Jehovha, iye ari kukuporesai.”+
3 Teerera, haiwa iwe Israeri, uchenjerere kuzviita,+ kuti zvikufambire zvakanaka+ uye kuti muve vazhinji, sezvamakapikirwa naJehovha Mwari wemadzitateguru enyu,+ pamusoro penyika inoyerera mukaka nouchi.
4 andakarayira madzitateguru enyu pazuva randakaabudisa munyika yeIjipiti,+ muvira resimbi,+ ndichiti, ‘Teererai inzwi rangu, uye itai zvinhu maererano nezvose zvandinokurayirai;+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu,+