RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 9:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Yeuka: Usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabuda munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, makapandukira Jehovha.+

  • 1 Samueri 8:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Maererano nezvinhu zvavo zvose zvavakaita kubvira pazuva randakavabudisa muIjipiti+ kusvikira nhasi pakuti vakaramba vachindisiya+ uye vachishumira vamwe vanamwari,+ ndizvo zvavari kukuitirawo.

  • Ezra 9:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Kubvira pamazuva emadzitateguru edu+ tave tiine mhosva zvikuru kusvikira nhasi;+ uye nokuda kwokukanganisa kwedu, isu, madzimambo edu,+ vapristi vedu,+ takaiswa muruoko rwemadzimambo edzimwe nyika nebakatwa,+ nokutapwa+ nokupambwa+ nechiso chinonyara,+ sanhasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe