Isaya 41:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Tarirai! Vose vari kukutsamwira vachanyadziswa voninipiswa.+ Varume vari kupopotedzana newe vachava vasingabatsiri uye vachaparara.+ Zekariya 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndakatsamwa kwazvo, ndakatsamwira marudzi akagara zvakanaka;+ nokuti ini, ndakatsamwa zvishoma,+ asi iwo, akabatsira kuti pave nedambudziko.”’+
11 “Tarirai! Vose vari kukutsamwira vachanyadziswa voninipiswa.+ Varume vari kupopotedzana newe vachava vasingabatsiri uye vachaparara.+
15 Ndakatsamwa kwazvo, ndakatsamwira marudzi akagara zvakanaka;+ nokuti ini, ndakatsamwa zvishoma,+ asi iwo, akabatsira kuti pave nedambudziko.”’+