RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 115:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Zvine muromo, asi hazvigoni kutaura;+

      Zvine maziso, asi hazvigoni kuona;+

  • Pisarema 135:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Zvine muromo, asi hazvigoni kutaura;+

      Zvine maziso, asi hazvigoni kuona;+

  • Isaya 46:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+

  • Habhakuki 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “‘Ane nhamo munhu anoti kudanda: “Haiwa muka!” kudombo risingatauri: “Haiwa muka! Mufananidzo wacho ucharayiridza”!+ Tarirai! Wakafukidzwa nendarama nesirivha,+ uye hauna kana mhepo inofemwa mukati mawo.+

  • 1 VaKorinde 12:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Munoziva kuti pamaiva vanhu vemamwe marudzi,+ maitungamirirwa kunonamata zvidhori+ izvozvo zvisingatauri+ sokutungamirirwa kwamaiitwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe