RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 115:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Zvine maoko, asi hazvigoni kubata.+

      Zvine tsoka, asi hazvigoni kufamba;+

      Hazvitauri nepahuro pazvo.+

  • Isaya 46:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Bheri+ apfugama,+ Nebho akotama; zvidhori+ zvavo zvazova zvemhuka dzomusango uye zvezvipfuwo, mitoro yavo, iyo mikwende, zvazova mutoro wemhuka dzaneta.

  • Isaya 46:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe