Eksodho 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+ 2 Samueri 7:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndokusaka muri mukuru,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha; nokuti hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu+ pakati pavose vatakanzwa nezvavo nenzeve dzedu. Pisarema 86:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pakati pavanamwari hapana akaita semi, haiwa Jehovha,+Uyewo hapana mabasa akaita seenyu.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+
22 Ndokusaka muri mukuru,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha; nokuti hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu+ pakati pavose vatakanzwa nezvavo nenzeve dzedu.