RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 4:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Pandakaona kutya kwavaiita ndakabva ndasimuka ndikati kuvanokudzwa+ nevatevedzeri vevatongi+ nevamwe vanhu vose: “Musavatya.+ Yeukai Jehovha Iye mukuru+ neanotyisa;+ uye rwirai hama dzenyu,+ vanakomana venyu nevanasikana venyu, madzimai enyu nemisha yenyu.”

  • Nehemiya 9:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 “Zvino, haiwa Mwari wedu, Mwari mukuru,+ ane simba+ neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo,+ musarega kutambudzika kwose kwakatiwana,+ isu nemadzimambo+ edu nemachinda+ edu nevapristi+ vedu nevaprofita+ vedu nemadzitateguru+ edu nevanhu venyu vose kubvira pamazuva emadzimambo eAsiriya kusvikira nhasi,+ kuchioneka sokuduku pamberi penyu.+

  • Pisarema 48:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa kwazvo+

      Muguta raMwari wedu,+ imo mugomo rake dzvene.+

  • Pisarema 145:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa kwazvo,+

      Ukuru hwake hahugoni kuongororwa.+

  • Jeremiya 32:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Imi mune mutsa worudo kuzviuru,+ munotsiva kukanganisa kwemadzibaba pazvipfuva zvevanakomana vavo vanovatevera,+ Mwari wechokwadi, Iye mukuru,+ Iye ane simba,+ Jehovha wemauto+ ndiro zita rake,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe