RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 3:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Pashure Joshua akati: “Muchaziva kuti Mwari mupenyu ari pakati penyu+ neizvi, uye kuti chokwadi achadzinga vaKenani nevaHiti nevaHivhi nevaPerizi nevaGigashi nevaAmori nevaJebhusi pamberi penyu.+

  • Dhanieri 6:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Ini ndatema murayiro+ wokuti, munzvimbo yose inotongwa noumambo hwangu, vanhu vabvunde uye vatye Mwari waDhanieri.+ Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingagumi,+ umambo hwake+ hahuzoparadzwi,+ uye kutonga kwake kuripo nokusingaperi.+

  • Johani 6:57
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 Baba vapenyu+ zvavakandituma, ini ndinoraramawo nokuda kwaBaba, anondidya, naiyewo achararama nokuda kwangu.+

  • 2 VaKorinde 6:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+

  • 1 VaTesaronika 1:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Nokuti ivo vanoramba vachitaura pamusoro penzira yatakatanga kupinda nayo pakati penyu uye kutendeukira kuna Mwari kwamakaita muchibva kuzvidhori+ zvenyu kuti mushandire Mwari mupenyu+ uye wechokwadi,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe