RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 76:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Imi—munotyisa kwazvo,+

      Ndiani angamira pamberi penyu nokuda kwesimba rokutsamwa kwenyu?+

  • Pisarema 90:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ndiani anoziva simba rehasha dzenyu+

      Nokushatirwa kwenyu kukuru maererano nokutyiwa kwamunofanira kuitwa?+

  • Joeri 2:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Jehovha achaita kuti inzwi rake rinzwike+ ari pamberi peuto rake rehondo,+ nokuti uto rake iguru.+ Nokuti iye ari kuita zvaakataura ane simba; nokuti zuva raJehovha iguru+ uye rinotyisa kwazvo, ndiani angatsunga pariri?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe