Pisarema 135:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvine nzeve, asi hazvigoni kunzwa.+Uyewo hazvina mhepo yokufema mumuromo mazvo.+ Jeremiya 51:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu.+
17 Vanhu vose vakava vasingafungi kwazvo zvokuti havachazivi.+ Vapfuri vose vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+ nokuti mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa ndeyenhema,+ uye haina simba roupenyu.+