RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+

  • Dheuteronomi 7:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “Zvino kana mukaramba muchiteerera zvakatongwa izvi, mukazvichengeta uye mukazviita,+ Jehovha Mwari wenyu achakuchengeterai sungano+ nomutsa worudo zvaakapikira madzitateguru enyu.+

  • Pisarema 105:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Sungano yaakaita naAbrahamu,+

      Nemhiko yake yaakaita kuna Isaka,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe