Pisarema 106:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvokuti vakachinjanisa kubwinya kwangu+Nomufananidzo wenzombe, inodya zvinomera.+ Hosiya 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vakanditadzira zvinoenderana nokuwanda kwavakaita.+ Vakatsinhanisa kukudzwa kwangu nokuzvidzwa.+ VaRoma 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 vakachinja kubwinya+ kwaMwari asingaori kuti kuve chimwe chinhu chakafanana nomufananidzo+ womunhu anoora noweshiri nezvisikwa zvine makumbo mana nezvinhu zvinokambaira.+
23 vakachinja kubwinya+ kwaMwari asingaori kuti kuve chimwe chinhu chakafanana nomufananidzo+ womunhu anoora noweshiri nezvisikwa zvine makumbo mana nezvinhu zvinokambaira.+