Ezekieri 36:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Naizvozvo iti kuimba yaIsraeri, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Handisi kuzviita nokuda kwenyu, haiwa imi imba yaIsraeri, asi nokuda kwezita rangu dzvene, ramakasvibisa pakati pemarudzi amakaenda kwaari.”’+ Dhanieri 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu, imi makabudisa vanhu venyu munyika yeIjipiti noruoko rune simba,+ mukazviitira zita sezvazvakaita nhasi,+ takatadza,+ takaita zvakaipa.
22 “Naizvozvo iti kuimba yaIsraeri, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Handisi kuzviita nokuda kwenyu, haiwa imi imba yaIsraeri, asi nokuda kwezita rangu dzvene, ramakasvibisa pakati pemarudzi amakaenda kwaari.”’+
15 “Zvino, haiwa Jehovha Mwari wedu, imi makabudisa vanhu venyu munyika yeIjipiti noruoko rune simba,+ mukazviitira zita sezvazvakaita nhasi,+ takatadza,+ takaita zvakaipa.