2 Madzimambo 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove. 2 Madzimambo 23:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, iko kutsamwa kwake kukuru kwaakaitira Judha+ nokuda kwezvinhu zvose zvinotsamwisa izvo Manase akanga aita kuti vamugumbure nazvo.+ 2 Madzimambo 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Izvi zvakaitika kuJudha nokuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise+ pamberi pake nokuda kwezvivi zvaManase,+ maererano nezvose zvaakanga aita;
11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove.
26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, iko kutsamwa kwake kukuru kwaakaitira Judha+ nokuda kwezvinhu zvose zvinotsamwisa izvo Manase akanga aita kuti vamugumbure nazvo.+
3 Izvi zvakaitika kuJudha nokuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise+ pamberi pake nokuda kwezvivi zvaManase,+ maererano nezvose zvaakanga aita;