Revhitiko 26:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti kuti murege kuvashandira sevaranda,+ ndikatyora zvikeyi zvejoko renyu, ndikakufambisai makati tote.+ Dheuteronomi 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi. Isaya 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti makatyora-tyora joko romutoro+ wavo netsvimbo iri pamapfudzi avo, mudonzvo wouyo anovashandisa,+ sezvamakaita muzuva raMidhiyani.+ Nahumi 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino ndichatyora danda rake raanotakurisa zvinhu riri pauri,+ uye ndichadimbura nepakati zvokusungisa zviri pauri.+
13 Ndini Jehovha Mwari wenyu, akakubudisai munyika yeIjipiti kuti murege kuvashandira sevaranda,+ ndikatyora zvikeyi zvejoko renyu, ndikakufambisai makati tote.+
20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi.
4 Nokuti makatyora-tyora joko romutoro+ wavo netsvimbo iri pamapfudzi avo, mudonzvo wouyo anovashandisa,+ sezvamakaita muzuva raMidhiyani.+
13 Zvino ndichatyora danda rake raanotakurisa zvinhu riri pauri,+ uye ndichadimbura nepakati zvokusungisa zviri pauri.+