Isaya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+ Zekariya 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Marudzi mazhinji achauya kuna Jehovha pazuva iroro,+ achava vanhu vangu;+ uye ndichagara pakati pako.” Uchaziva kuti Jehovha wemauto akandituma kwauri.+
2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+
11 “Marudzi mazhinji achauya kuna Jehovha pazuva iroro,+ achava vanhu vangu;+ uye ndichagara pakati pako.” Uchaziva kuti Jehovha wemauto akandituma kwauri.+