Ezekieri 25:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Nokuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Zvamakaombera,+ mukatsika netsoka dzenyu uye mukaramba muchifara nokuzvidza kwenyu kwose nyika yaIsraeri mumweya yenyu,+ Nahumi 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Hapana chingapedza dambudziko rako. Ronda rako haricharapiki.+ Vose vachanzwa nezvako vachakuomberera;+ nokuti ndianiko asina kuramba achiwirwa nezvakaipa zvako?”+
6 “Nokuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha, ‘Zvamakaombera,+ mukatsika netsoka dzenyu uye mukaramba muchifara nokuzvidza kwenyu kwose nyika yaIsraeri mumweya yenyu,+
19 Hapana chingapedza dambudziko rako. Ronda rako haricharapiki.+ Vose vachanzwa nezvako vachakuomberera;+ nokuti ndianiko asina kuramba achiwirwa nezvakaipa zvako?”+