Pisarema 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Haiwa Jehovha, muchandikanganwa kusvikira rini?+ Nokusingaperi here?+Muchandivanzira chiso chenyu kusvikira rini?+ Jeremiya 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Makaramba Judha zvachose here,+ kana kuti mweya wenyu wakasemawo Ziyoni?+ Makatiroverei zvokuti hatipori?+ Taitarisira rugare, asi hapana chakanaka chakauya; uye taitarisira nguva yokuporeswa, asi, tarirai! takavhundutswa!+
13 Haiwa Jehovha, muchandikanganwa kusvikira rini?+ Nokusingaperi here?+Muchandivanzira chiso chenyu kusvikira rini?+
19 Makaramba Judha zvachose here,+ kana kuti mweya wenyu wakasemawo Ziyoni?+ Makatiroverei zvokuti hatipori?+ Taitarisira rugare, asi hapana chakanaka chakauya; uye taitarisira nguva yokuporeswa, asi, tarirai! takavhundutswa!+