RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 63:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “Ndakatsika-tsika chisviniro chewaini ndiri ndoga,+ pandakanga ndisina munhu wokune mamwe marudzi. Ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakatsamwa,+ uye ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakashatirwa.+ Ropa ravo raitsatika rakaramba richitsatikira panguo dzangu,+ uye ndakasvibisa zvipfeko zvangu zvose.

  • Joeri 3:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Tambanudzai jeko renyu,+ nokuti zvinokohwewa zvaibva.+ Uyai, burukai, nokuti chisviniro chewaini chazara.+ Zvisviniro zvinofashukira; nokuti kuipa kwavo kwawanda.+

  • Zvakazarurwa 14:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Ngirozi yacho+ yakaisa jeko rayo panyika, ikaunganidza muzambiringa+ wepanyika, uye yakaukanda muchisviniro chikuru chewaini chokutsamwa kwaMwari.+

  • Zvakazarurwa 19:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Mumuromo make makabuda bakatwa refu+ rakapinza, kuti ateme marudzi naro, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Iye anotsikawo chisviniro chewaini+ yokutsamwa kwehasha dzaMwari+ Wemasimbaose.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe