RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:40
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 40 Vachareurura kukanganisa kwavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo pakusatendeka kwavo pavakava vasina kutendeka kwandiri, chokwadi, kunyange pavakafamba vachipikisana neni.+

  • Nehemiya 1:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Pamunenge madzoka kwandiri,+ machengeta mirayiro yangu+ nokuiita,+ kunyange vanhu venyu vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, ndichavaunganidza vachibva ikoko+ uye ndichavaunza+ kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare ikoko.’+

  • Ezekieri 16:61
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 61 Uchayeuka nzira dzako,+ wonyadziswa paunogamuchira mukoma wako nomunun’una wako, uye ndichakupa ivo kuti vave vanasikana vako,+ asi kwete nokuda kwesungano yako.’+

  • Hosiya 5:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ndichaenda, ndichadzokera kunzvimbo yangu kusvikira vabvuma mhosva yavo;+ uye vachatsvaka kunzwirwa nyasha neni.+ Vachanditsvaka+ pavanenge vava kutambudzika kwazvo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe