Jeremiya 22:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Mhepo ichafudza vafudzi vako vose;+ uye vaya vanokuda kwazvo vachatapwa.+ Nokuti panguva iyoyo uchanyara uye uchaninipiswa nokuda kwedambudziko rako rose.+ Jeremiya 49:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Ungudza,+ haiwa iwe Heshbhoni,+ nokuti Ai rapambwa! Shevedzerai, haiwa imi maguta ari pasi peRabha. Sungirai masaga.+ Ungudzai, uye pota-potai nematanga akavakwa nematombo, nokuti Marikamu achatapwa+ pamwe chete nevapristi vake nemachinda ake.+
22 Mhepo ichafudza vafudzi vako vose;+ uye vaya vanokuda kwazvo vachatapwa.+ Nokuti panguva iyoyo uchanyara uye uchaninipiswa nokuda kwedambudziko rako rose.+
3 “‘Ungudza,+ haiwa iwe Heshbhoni,+ nokuti Ai rapambwa! Shevedzerai, haiwa imi maguta ari pasi peRabha. Sungirai masaga.+ Ungudzai, uye pota-potai nematanga akavakwa nematombo, nokuti Marikamu achatapwa+ pamwe chete nevapristi vake nemachinda ake.+