10 Ndichaita kuti marudzi mazhinji atye nokuda kwako,+ uye madzimambo awo achadedera achitya kwazvo nokuda kwako pandichavheyesera bakatwa rangu pamberi pawo,+ uye iwo achadedera nguva dzose, mumwe nomumwe nokuda kwomweya wake, pazuva rokuparara kwako.’+