Isaya 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iwe wakati mumwoyo mako, ‘Ndichakwira kumatenga.+ Ndichakwidza chigaro changu choumambo+ pamusoro penyeredzi+ dzaMwari, uye ndichagara pasi pagomo rokusanganira,+ kumativi ari kure kwazvo okuchamhembe.+
13 Iwe wakati mumwoyo mako, ‘Ndichakwira kumatenga.+ Ndichakwidza chigaro changu choumambo+ pamusoro penyeredzi+ dzaMwari, uye ndichagara pasi pagomo rokusanganira,+ kumativi ari kure kwazvo okuchamhembe.+