Isaya 62:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Tarirai! Jehovha akaita kuti zvinzwike kumugumo wenyika+ achiti: “Itii, kumwanasikana weZiyoni,+ ‘Tarira! Ruponeso rwako ruri kuuya.+ Tarira! Iye ane mubayiro waanopa,+ uye mubhadharo waanopa uri pamberi pake.’”+
11 Tarirai! Jehovha akaita kuti zvinzwike kumugumo wenyika+ achiti: “Itii, kumwanasikana weZiyoni,+ ‘Tarira! Ruponeso rwako ruri kuuya.+ Tarira! Iye ane mubayiro waanopa,+ uye mubhadharo waanopa uri pamberi pake.’”+