Pisarema 46:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Bvumai, muzive kuti ndini Mwari.+Ndichakwidziridzwa pakati pemarudzi,+Ndichakwidziridzwa munyika.”+ Isaya 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jehovha wemauto achakwidziridzwa nokutonga,+ uye Mwari wechokwadi, iye Mutsvene,+ achazvitsvenesa nokururama.+ Ezekieri 20:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Ndichakufarirai nokuda kwokunhuhwirira kwakanaka,+ pandinokubudisai pakati pemamwe marudzi, ndokuunganidzai muchibva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri,+ uye ndichatsveneswa nemi mamwe marudzi ose achizviona.’+
10 “Bvumai, muzive kuti ndini Mwari.+Ndichakwidziridzwa pakati pemarudzi,+Ndichakwidziridzwa munyika.”+
16 Jehovha wemauto achakwidziridzwa nokutonga,+ uye Mwari wechokwadi, iye Mutsvene,+ achazvitsvenesa nokururama.+
41 Ndichakufarirai nokuda kwokunhuhwirira kwakanaka,+ pandinokubudisai pakati pemamwe marudzi, ndokuunganidzai muchibva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri,+ uye ndichatsveneswa nemi mamwe marudzi ose achizviona.’+