Ezekieri 28:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Uti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarira ndichakurwisa,+ haiwa iwe Sidhoni, uye ndichakudzwa pakati pako;+ uye vanhu vachaziva kuti ndini Jehovha pandichaita zvandakatonga+ mukati maro uye pandichatsveneswa mukati maro.+
22 Uti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarira ndichakurwisa,+ haiwa iwe Sidhoni, uye ndichakudzwa pakati pako;+ uye vanhu vachaziva kuti ndini Jehovha pandichaita zvandakatonga+ mukati maro uye pandichatsveneswa mukati maro.+