Dheuteronomi 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+ Isaya 43:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Usatya, nokuti ndinewe.+ Ndichaunza vana vako kubva kunobuda zuva, uye ndichakuunganidza kubva kumavirazuva.+ Jeremiya 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+ Ezekieri 34:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndichaabudisa+ pakati pemarudzi, ndoaunganidza achibva kunyika dzacho, ndoita kuti aende kunyika yawo,+ ndoafudza pamakomo aIsraeri, pedyo nehova uye pedyo nenzvimbo dzose dzokugara dzenyika yacho.+ Ezekieri 37:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Zvino uti kwavari, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarirai ndichatora vanakomana vaIsraeri pakati pemarudzi avakaenda kwaari, ndichavaunganidza vachibva kumativi ose ndovaunza kunyika yavo.+ Hosiya 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vanakomana vaJudha nevanakomana vaIsraeri vachaunganidzwa pamwe chete vakabatana+ uye vachagadza mukuru mumwe chete, vobuda munyika yacho,+ nokuti zuva reJezreeri richava guru.+
3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
5 “Usatya, nokuti ndinewe.+ Ndichaunza vana vako kubva kunobuda zuva, uye ndichakuunganidza kubva kumavirazuva.+
3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+
13 Ndichaabudisa+ pakati pemarudzi, ndoaunganidza achibva kunyika dzacho, ndoita kuti aende kunyika yawo,+ ndoafudza pamakomo aIsraeri, pedyo nehova uye pedyo nenzvimbo dzose dzokugara dzenyika yacho.+
21 “Zvino uti kwavari, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarirai ndichatora vanakomana vaIsraeri pakati pemarudzi avakaenda kwaari, ndichavaunganidza vachibva kumativi ose ndovaunza kunyika yavo.+
11 Vanakomana vaJudha nevanakomana vaIsraeri vachaunganidzwa pamwe chete vakabatana+ uye vachagadza mukuru mumwe chete, vobuda munyika yacho,+ nokuti zuva reJezreeri richava guru.+