RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Vaya vanosara pakati penyu vachaora+ nokuda kwokukanganisa kwavo vari munyika dzevavengi venyu. Chokwadi, vachaora kunyange nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba avo.+

  • Ezra 9:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+

  • Nehemiya 9:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+

  • Jeremiya 31:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Ndakanzwa Efremu achizvichema+ achiti, ‘Makandiruramisa, kuti ndiruramiswe,+ semhuru isina kurovedzwa.+ Ndidzosei uye ndichakurumidza kudzoka,+ nokuti ndimi Jehovha Mwari wangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe